Mabari sezita
Mataridziko
Mabari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa neSenegal.
- Vanhu vane zita iri: Newton Mabari; Charel Mabari; Mabari Lebamang; Patrice Mabari.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kolokuma Izon inoti bari (v. do something again) kureva kuita zvakare. Fananidzai nokuti barika.
- Kolokuma Izon inoti bari (do something an extra time beyond the normal number of times; e.g. Plant land for a second year before allowing it to lie fallow).