Kolokuma Izon

Kubva Wikipedia

Kolokuma mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kolokuma inoti angá (n. 1. side; place; spot; 2. plane; face of figure) kureva divi. Fananidzai nokuti kuyangarara kana hanga.
  • Kolokuma inoti asasá (n. expert; an adept) kureva shasha. Mamwe mazwi: báa (v. kill) kureva kubaya.
  • Kolokuma inoti bafu (n. bath, basin) kureva bhavhu.
  • Kolokuma inoti barí (v.i. do something again) kureva kudzokorora. Fananidzai nokuti chipari.
  • Kolokuma inoti bárị (1.v.t. do something an extra time beyond the normal number of times; 2. give an extra portion after the normal share) kureva kupamha.
  • Kolokuma inoti eteé (n. ring; circle, environment). Fananidzai nokuti mhete.
  • Kolokuma inoti kíṭụụ (ideo. weighty; heavy; over-loaded and burdensome). Ko Nyamupachitu?
  • Kolokuma inoti kọnikọni ̣(ideo. very slow (over doing something)). Mamwe mazwi: kọnikọnimo (adv. very slowly). Fananidzai nokuti mukọnikọni (n. dragonfly).
  • Kolokuma inoti ongo (n. body, self) kureva muviri. Digo inoti unga (a joint of the body, the body as a whole, and in particular the back).
  • Kolokuma inoti sọ́nọmà (num. seven (counting form) kureva nomwe. Mamwe mazwi: táarụ (num. three (counting form) kureva tatu.
  • Kolokuma inoti sụ́ọ (v.t. A. enter; come in: Sụ́ọ ò! Come in!; sụ́ọ bo come in; B. open; begin: Fọ́ụ sụọdọ The market is open).
  • Kolokuma inoti undu (n. life; living) kureva hupenyu. Fananidzai nokuti nharaunda?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kolokuma inoti andi ̣(n. face; front of head; grimace; visage) kureva chiso. Mamwe mazwi: ayán (n. face) kureva chiso.
  • Kolokuma inoti angá (v.t. 1. live in a place; 2. live as husband and wife) kureva kugara panzvimbo.
  • Kolokuma inoti ama (n. town, village, settlement) kureva musha. Mamwe mazwi: bára (n. arm; hand; foreleg of animal)
  • Kolokuma inoti anda (wrestle, wrestling) kureva mutsimba. Mamwe mazwi: apụ́ra (n. skin; bark; peelings) kureva makanda.
  • Kolokuma inoti báka (v.i. be confused, confounded, bewildered, puzzled) kureva kudhanganyika. Ko kuti bakanyira?
  • Kolokuma inoti biri (middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: tọ́rụ biri (n. middle of river) kureva pakati perwizi.
  • Kolokuma inoti bíri (n. value; price; cost; degree; gravity; period) kureva ukombe.
  • Kolokuma inoti bíangà (this way; this side. From:=béi angà) kureva divi rino.
  • Kolokuma inoti dari (handsome; beautiful) kureva runako. Mamwe mazwi: dẹẹ́ (v.t. set; put; arrange; place) kureva kuteeka.
  • Kolokuma inoti dịẹmọ́ (n. centre; midway; middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: ẹtẹụ́ (n. cage-trap for fish) kureva duwo.
  • Kolokuma inoti fín (v.i. be very small) kureva ndiki. Mamwe mazwi: fumu (n. seed) kureva mbeu.
  • Kolokuma inoti gbélele (ideo. smooth, as of road; without obstruction). Mamwe mazwi: gbẹlẹlụụ́ (ideo. smooth; neatly polished).
  • Kolokuma inoti ibeze (n. dolphin) kureva dholfin. Mamwe mazwi: ifingi (n. boundary) kureva muganhu.
  • Kolokuma inoti zongo kana izongo (n. jar with narrow neck and wide body for holding wine) chirongo chine mutsipa mutete chinoiswa waini.
  • Kolokuma inoti kiri (n. ground; earth; land as opposed to water) kureva ivhu. Mamwe mazwi: kiribeni (n. groundwater) kureva mvura yemuvhu.
  • Kolokuma inoti kóro (v.i. be of required length or width of cloth, net, etc.). Mamwe mazwi: kóromọ (v.dir. fall towards a direction)..
  • Kolokuma inoti koro (n. face) kureva chiso. Mamwe mazwi: kọmbọlọọ́ ̀(ideo. down-curved like the beak of a bird, or a hook; arc-shaped).
  • Kolokuma inoti ọmụ́-ete (n. ring around the sun on days when the weather is very fine) kureva denderedzwa rakakomberedza zuva. Mamwe mazwi: omu-eteé (n. war + circle).
  • Kolokuma inoti sẹ́ị-ete (n. ring around the moon) kureva denderedzwa rakakomberedza mwedzi.
  • Kolokuma inoti pamá (n. row or segment of natural objects in their natural arrangement, e.g. the segments of the orange, wax cells of the bee hive).
  • Kolokuma inoti pasá (v.t. patch, e.g. cloth; reforge, e.g. old axe by adding more metal) kusonera chigamba kana kuwedzera simbi pakupfura.
  • Kolokuma inoti sẹlẹ́ (v.t. choose; pick; select) kureva kusarudza. Mamwe mazwi: sele (n. seed of fruit; ovule) kureva mbeu yemuchero.
  • Kolokuma inoti sịmbịrí (n. solid, self-confident person). Mamwe mazwi: síkạ (n. sting-ray (Dasyatis garouaensis DASYATIDAE).
  • Kolokuma inoti sịkákà (n. mast of ship). Mamwe mazwi: Támaraụ (n. God ) kureva Mwari.
  • Kolokuma inoti suó (n. form; shape) kureva chiumbiko. Mamwe mazwi: suó (n. sky; heaven).
  • Kolokuma inoti tékeneè (ideo. firm and well-built, as of person or canoe). Mamwe mazwi: tekuú (ideo. well-shaped; bulky; well-balanced).
  • Kolokuma inoti tobí (v.i. bask; warm oneself) kureva kuzamba zuva kana moto. Mamwe mazwi: pali kana palii (go near, be near) kureva kuuya pedyo.
  • Kolokuma inoti tokoní (n. honour; praise; glory) kureva kuremekedza. Mamwe mazwi: toru (n. river) kureva rwizi.
  • Kolokuma inoti too (id. tasteless; insipid). Mamwe mazwi: too (ideo. foolish; stupid; unintelligent).
  • Kolokuma inoti tọ́rụ (n. kind; type; class; order; way) kureva mhando. Mamwe mazwi: nienié (v.i. be very near, close by) kureva pedyo-pedyo.
  • Kolokuma inoti tụbụ́ (n. (from) the beginning, ancient times). Mamwe mazwi: tụ́bụrụ (n. upstream; (hence) northern part; north).
  • Kolokuma inoti ufúre (v.i. conceive; be pregnant. (=ufúra)). Mamwe mazwi: ụwá (v.a. be old, aged) kureva kukwegura.
  • Kolokuma inoti ukula (n. lameness ) kureva kuremara. Mamwe mazwi: umbu (n. navel) kureva guvhu.
  • Kolokuma inoti wẹ́rẹwẹrẹ (ideo. glib; talkative; loquacious). Mamwe mazwi: bịná (n. relation, relative (excluding those in direct line of descent).
  • Kolokuma inoti wólo (v.t. reveal; speak out; expose). Mamwe mazwi: wólomọ (v.cs. reveal; spread).
  • Kolokuma inoti woraworá (id. reddish; red) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: keni (only one). Kenibara (in the same way).
  • Kolokuma inoti yéla (v.a. be dear, important, precious). Mamwe mazwi: piin (be near).
  • Kolokuma inoti zau (be small) kureva diki. Mamwe mazwi: zẹzẹrụụ́ ̀(v.a. be thick) kureva hukobvu.


[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/Ijoid/Ijaw/Ijaw%20dictionary.pdf