Likango sezita

Kubva Wikipedia

Likango izita rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Tanzania, neSouth Afrika.

  • Vanhu vane zita iri: Francois Likango; Trymore Likango; Nova Likango; Chantal Likango.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaLozi vanoti likango kana makango (n. slag, dross, scoria).