Kweseredza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKwesere)

Shoko rokuti kweseredza (Fit, make to fit) rinotaura kupindirana kana kuringana kwezvinhu kuti gedye-gedye kana kuti kwati.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwesere rinotaura kuti zvinhu zvakaenzana pahuremu kana mumhu - having smooth consistency or equal in weight etc.
  • Nguwani yakati kwesere - apa kureva the hat fits.
  • Kweseredza rwanga muchikwepa - apa kureva fit the stem into the pipe.
  • Dovi rakanyatsoti sesepu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaBemba vanoti linga (fit) kureva kuringana.