Kuti kwati

Kubva Wikipedia

Mazwi anoti kuti kwati (fit; suit; be the right shape and size, esp. of clothes, shoes, etc) anoreva kuti zvinhu zviviri zviri kurehwa zvakaenzana, zvinopindirana kana zvakaringana kuchitariswa mashandisirwo.

Mitauro yeChiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGungu vanoti kukwata (v. suit; be the right shape and size, esp. of clothes, shoes, etc.) kureva kukwana.
  • VaGungu vanoti kukwataniza (v. conform) kureva kuringanisa?
  • VaGungu vanoti kiḵwatii̱ṟiẖo (adj. perfect; the right shape and size of s.t.) kureva kuti kwesere.