Svetuka kuchirochemo

Mwero weKukweva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuzvuva)

Chinyorwa chino chiri kuunganidza mazwi anoreva 'pull kuEnglish.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nsenga vanoti kukweva (v. to pull, eat mealies off the cob) vachireva kukweva.
  • VaYao vanoti kukwekwela (to drag along) vachireva kukwekweretsa.
  • VaTiriki vanoti khukhulurha (v. to drag) vachireva kukukurutsa.
  • VaKagulu vanoti -kwega (v. pull, drag) vachireva kukweva.'