Svetuka kuchirochemo

Kukakata

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti kukakata (to be stiff when pulling?) rinodudza kudhonza chinhu chakawomarara pakudhonza, sokuti kukakata waya pakuvaka fenzi yepamusha.

  • Chikaka (Kukaka to be stiff - of a person, animal or thing that moves with difficulty).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti khakhatha (Dry up stiff, parch, bake hard) vachireva kukaka.
  • Baila vanoti ku kakatila (to adhere) vachireva kunamatira.