Svetuka kuchirochemo

Kuudzadombo

Kubva Wikipedia

Kuudzadombo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Kuudzadombo; Alec Kuudzadombo; Lewin Kuudzadombo; Joyce Kuudzadombo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tombo kana matombo (n. stone) vachireva dombo.
  • Nyanja vanoti kuuza (v. to command, direct, charge) vachireva kuudza.
  • Nyanja vanoti uzo kana mauzo (n. command).