Kutumba sezita
Mataridziko
Kutumba izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Synthia Kutumba; Sihlekani Kutumba; Mukongolwa Kutumba; Tinotenda Kutumba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Runyambo inoti kutumba (v. increase).