Kutsinhira

Kubva Wikipedia

Shoko rekuti kutsinhira (support or second a motion, corroborate) rinoreva kubvumirana nekutsigira zvataurwa nemutauri wekutanga pamusangano kana padare kana pamujenya.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ini Takudzwa ndinoda kutsinhira zvataurwa nasachigaro wedunhu kuti tibatane zvisinei nebato rinotsigirwa nemunhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]