Sachigaro

Kubva Wikipedia

Sachigaro (Chairman, Chairperson) zvinoreva munhu angava murume kana mukadzi anotungamira gungano ringava rebato, rekambani kana remasangano akatsaukana. Uyu munhu anotara misoro yenhaurwa dzinokurukurwa pagungano, uye kudzora vatauri kuti varambe vakanangana nemisoro yenyaya yatarwa, nokutevedza mitemo yose yegungano.