Kutonga
Mataridziko
- Kutonga Nyika kana kuvusa (to rule or govern) zvichireva kuva mubati mukuru wenzvimbo kana kuva bato guru renzvimbo.
- Kutonga Mhosva (to judge, decide a case) zvichireva kugamuchira humbowo hwemhaka nekududzira kuti pakaparwa mhosva here.
- Chiri Kutonga (to be prominent, leading) zvichitaurwa pamusoro pechinhu chiri kutungamira panguvayo maringe nezvinhu zvinoshaviwa nevanhu. Sokuti mazuvano ane mari ndiye ari kutonga.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaNyungwe vanoti -tonga (v. govern; judge) kureva kutonga. VaNyungwe vanoti -tongesa (v. judge) kureva kutonga mhosva.
- VaKabwa vanoti -tunga (rule over a certain area) kureva kutonga. Kimbundu vanoti kutonga (handle, manage, manipulate, sway).
- Kinyarwanda inoti iteko (rule). Mamwe mazwi: gutegeka (to rule; govern). Ubutegetsi (to rule; govern).
- MaZulu vanoti umgwebi (Judge, magistrate, one who passes judgement). Mamwe mazwi: isigwebi (Decision, judgement).
- Kikuyu inoti kotonga (v. to prosper; be well off; rich). Mamwe mazwi: otongi (n. prosperity).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |