Dare reMhosva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKutonga Mhosva)

Dare reMhosva inzvimbo ine munhu akagadzwa kuti aite basa rokutonga mhosva pakati pavanhu, mapato, zvikwata kana masangano anenge atadzirana.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chapadare chakandwa parurimi rwavapfuuri, chomumba chiri mumhepo. The issue brought to the chief's court is thrown to the public but that within the house is still in the air.
  • Chaiswa padare chakwidzwa panhura, chomumba chiri mumhepo. That brought to the chief's court is placed before the court; that within the house is still in the air.
  • Muranda nyangonaka sei haatongerwi mhosva asipo. However good a servant may be, he must not be tried in his absence.
  • Kupara mhosva hakuna mutongi. Committing a crime knows no judge.
  • Kupara mhosva hakuna munatsi. Committing a crime knows no upright man
  • Kuposha ndokwavanhu. To err is human.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri veKikuyu vanoti kochira (to decide).
  • Vatauri veKikuyu vanoti chira (decision).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti iteko (rule).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti gutegeka (to rule; govern).
  • VaLozi vanoti buatuli (n. profession of a judge, manner of judging).