Chisvusvuro

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKusvusvura)
Chisvusvuro cheVarungu

Kusvusvura (Chingezi: eat in the morning; breakfast) zvinoreva kudya mangwanani. Chisvusvuro ndicho chidyo chekutanga muzuva, chinodyiwa mushure mekumuka kubva kuhope dzehusiku. Chikafu chekutanga chinowanzowa chikafu chisina kukura sechikafu chemanheru (dinner muchirungu), uye chisvusvuro chinoteerwa nechikafu chemasikati (lunch muchirungu). Vanhu vanowanzo dya zvidyo zvitatu muzuva.

Chisvusvuro muZimbabwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chisvusvuro muZimbabwe chinyore, uye chinogona kungova sadza, bota senge cerevita kana cerelac (kana bota rinogadzirwa nehupfu richiiswa ndimu, kana tsvigiri uye dovi), uye,chingwa ne svutugadzike.[1]

Dzimwe nguva vanhu vanodya munya (chikafu chinenge chakasara kubva pakudya kwemanheru ezuva razuro).[1]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. 1.0 1.1 'Chikafu mu Zimbabwe' Yakatariswa: 9 Nyamavhuvhu 2021