Svetuka kuchirochemo

Kusekesa

Kubva Wikipedia

Kusekesa (to be loose).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaLozi vanoti -shekesha (v.i. to be shaky; to be loose (tools, leg of a table, etc.) vachireva kusekesa.
  • Kimbundu inoti museke (n. sandy ground; desert). Mamwe mazwi: sekele kana kisekele (n. sand) kureva jecha.
  • Sangho inoti seke (n. sieve, colander, filter).