Kuchangamuka

Kubva Wikipedia

Kuchangamuka (1. Be active, 2. Be attentive - listening) apa kureva kushingaira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti -cangamuka (to be clever, bright) kureva kuchangamuka. Mamwe mazwi: -cangamula (to bring or draw attention of somebody) kureva kuchangamuka.
  • Kinande vanoti tsanga (v. have fun, play, be happy). Mamwe mazwi: eritsangamuka (v. be relaxed & joyful. From Swahili: kuchangamuka).
  • Kinande inoti erıkangamukyâ (to make very awake, too enterprising) kureva kuchangamuka. Mamwe mazwi: eríkangamúka (be too much joyful & therefore too enterprising).