Kurambana

Kubva Wikipedia

Kurambana (Divorce) zvinoreva kupfudza muchato pakati pamunhurume nemunhukadzi vanga vakaroorana.

  • Gupuro imari inopiwa nemurume kumukadzi sechiratidzo chekuramba mukadzi.

Chitendero[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nokuti ndinovenga kurambana, ndizvo zvinotaura Jehova Mwari waIsrael: For I hate divorce,” says Adonai the God of Isra’el... (Malachi 2:16).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaVenda vanoti kupula (v. scrape off, as perspiration, (fig) reject, disallow, disinherit, repudiate obligation towards). Ko gupuro?
  • Zigula vanoti kuguha (to take; taking) kuireva kutora. Mamwe mazwi: kukupula (v. empty, spill, pour out). Vanoisa h pamwe patinoiswa p. Panoti kupona vanoti kuhona.
  • Herero vanoti kupa (v. to marry) kureva kuroora. Mamwe mazwi: Oku-kupa kana o-ngupiro (n. marriage) (v. she has or is married). Oru-kupo (n. marriage).
  • VaMaconde vanoti kukwapukana shitamo (v. to divorce; to separate) kureva kurambana.