Svetuka kuchirochemo

Kupopota

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anoreva kupopota:

Mashoko anoreva katsika kekupopota - quarrelsomeness: rusosera, rutaya, rutsida, ruyambira, chikungo.

  • Mvura bvongodzeki ndiyo garani. Apa kureva - Zvinhu zvinotanga zvakaoma kana zvakagosha zvisati zvanaka. Rough and difficult times usually precede stable and peaceful times.
  • Chigarisano ndicho chine mhosva. Acquaintance is the source of friction.
  • Chigarisano chinodana matukano. Acquaintance breeds quarreling.
  • Nharokadzi ihunza mhosva.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Swahili vanoti gomba (quarrel, squabble, wrangle; oppose, contradict; refuse. 2. go on a strike, strike). Mamwe mazwi: gombea (appl. quarrel, argue (about something); stand up for, lay claim to).
  • VaSwahili vanoti gombezeka (be reprehensible). VaSwahili vanoti gombana ( ass. quarrel fall out, have words (with each other).
  • Zigula vanoti kugomba (fight, quarrel, complain, argue). Mamwe mazwi: kugombana (fight each other; argue with each other).
  • VaZigula vanoti kugombera (fight for/over; defend; stick-up, protect; argue for). Mamwe mazwi: kugomberwa (be fought for; stuck up for).
  • VaWanga vanoti okhusolana (quarrel, squabble) kureva kusorana. Yao vanoti ndeo (a quarrel) kureva bopoto. Lugwere vanoti kutongana (v. quarrel).