Rukave
Mataridziko
Rukave (contentiousness; controversial) zvinoreva nhaurwa kana musoro wenyaya unokonzera vanhu kupokana, kupikisana mugumo wacho uchiramba uri wokusawirirana kuti chokwadi kana chakanaka ndechipi. Vamwe vatauri vangati makakatanwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTiriki vanoti vusolo (strife, quarreling, war) vachireva bopoto kana hondo.