Kupfutsa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupfurutsa, kupfutsa (1. persecute, 2. to pursue with harassing or oppressive treatment) zvichireva kutambudza kana kunetsa.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Pfutsi (a troublesome person, a persecutor) kureva munhu anotambudza vamwe.
  • Kudidiritsa (Expel; drive away; dismiss many; Drive away one or many; making them run) zvichireva kudzinga kana kutanda.
  • Nyatwa kana nhamo (trouble, distress, extreme affliction, tribulation).