Kulanga sezita

Kubva Wikipedia

Kulanga izita remhuri rinowanikwa muMalawi, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: James Kulanga; Nicolaus Kulanga; Faraja Kulanga; Mercy Kulanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zigula inoti kulanga (the sky, in the air; top of something) kureva kudenga. Mamwe mazwi: ulanga (n. sky).