Kukwana
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKukwanira)
Kukwana (be fitting, be appropriate, suit, deserve, to be sufficient, enough).
- Kana chiri chipfeko zvinoreva kuti chinenge chiri saizi chaiyo isina kukurisa kana kudupika.
- Kana iri mari zvinoreva kuti yakaenzana nemutengo wenhumbi iri kutengwa.
- Kana ari munhu panenge pachinzi pfungwa dzake dzakati kwesere anofunga somunhu kwaye.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGanda vanoti gwana (be expedient; be right) zvichida vanoreva kukwana.
- VaTiriki vanoti khukwana (be necessary, be fitting, be appropriate, suit, deserve) zvichireva kukwana kana kukwanira.
- VaFwe vanoti ku-kwana (to fit, be normal) kukwana.
- VaWanga vanoti okhukwana (be necessary, be fitting, be appropriate, suit, deserve) kukwana.