Kukuvara
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKukuvadza)
Kukuvara (to be injured) zvinoreva kuita chironda.
- Kukuvadza (caus. to injure) kukonzera kuti munhu akuvare.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaMaconde kukuvala (stub oneself especially toe) vachireva kukuvara.
- VaYao vanoti kukuwala (to stumble over anything in the way).
- VaMbukushu vanoti -remeka (v. to injure). -remekwa (to be injured).