Kukumbanidza (Masvomhu)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
3 + 2 = 5

Shoko rokuti kukumbanidza riri kishandiswa pano kuturikira chinonzi addition kuEnglish zvinoreva kuwedzera nhamba kune imwe nhamba, huwandu huchibva hwaabatanidzwa.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti tota (Add up, put together).
  • VaKongo vanoti totama (v.i. to accord; harmonise; be alike).
  • VaZigula vanoti ongeza (plus). Sokuti: Shano ongeza shano ni kumi (Five plus five is ten).
  • VaFwe vanoti ku-weza (v. to add) kureva kuwedzera.