Kukarudza
(runangakatsva kubva kuKukaruka)
Kukarudza (shock, startle) zvinoreva kuunza kutya, nokukatyamara pamunhu imwe nguva kunoita munhu arasikirwe nekufunga panguva iyoyo kana kutadza kuita zvimwe zvaanosiita.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Shumba inokarudza munhu nokuiona chete.
- Akakaruka nokuona nyoka iri pamubedha.
- Takakaruka vaenzi vasvika pamusiwo tisina chokubata.
- Akangokarukana asvika.