Kudyora

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuhora)

Kuhora kana kudyora (gather up) zvinoreva kukumbanidza pamwe zvinhu zvakadai semarara kana mari zvanga zvakamwararika.

  • Kudyorera (to gather into) zvichireva kudyora uchiisa mune chimbe chato chakadai segwati.
  • Dzawira mutswanda hadzichanetsi kudyorera.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • AmaZulu vanoti ukuwola (gather up; collect together) vachireva kuhora. MaZulu vanoti wolela (Gather up for; gather up into) vachireva kuhorera.
  • MaZulu vanoti wolela (Gather up wholesale; bundle together completely) vachireva kuhorera. Xilenge vanoti kuola (v. to sweep up).
  • MaZulu vanoti woleleka (Stream along, flow into) kureva kuyerera. Sokuti: Yonke imifula iwolekela olwandle kureva nzizi dzose dzinoyerera dzakananga kugungwa.
  • VaChewa vanoti ola (to gather and take away, something that is spilled or spread). VaKabwa vanoti -joora (collect, gather) vachireva kudyora.