Svetuka kuchirochemo

Kugota

Kubva Wikipedia

Kugota (to get warm from fire or sun) zvichireva kudziya zuva kana moto.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kugota zuva (to warm one's self in the sun) apa kureva kudziya mushana.
  • Kugota moto kana kugomba moto (to warm one's self at the fire; take warmth from fire) apa kureva kudziya moto.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti otha (bask in the sun, warm one's self at fire) zvichireva kugota zuva kana moto. Sokuti: ukotha mlilo vznoreva kugota moto.
  • MaZulu vanoti isikhothe (n. Hot, baking sun; scorching, dry wind). Mamwe mazwi: Li6alele isikhothe namuhla (It shines with a baking heat to-day).
  • VaChewa vanoti kuota (to warm, to heat. hence moto - fire) kureva kudziyisa. Mamwe mazwi: otera. otsa. VaKikuyu vanoti kuota riua (to bask) kureva kugota zuva
  • VaZigula vanoti kotera (1. to get warmth from; 2. getting warmth from) zvichireva kugota. VaZigula vanoti kotera zuwa (bask in the sun) zvichireva kugota zuva.
  • VaTiriki vanoti khworha muriro (1. to warm oneself at the fire) zvichireva kugota moto. Apa vaTiriki vanoisa rha panoiswa ta kuChiShona.