Svetuka kuchirochemo

Kufuruka

Kubva Wikipedia

Kufuruka, kufuruvara kana kufuva (loose proper taste) zvinotaurwa pachikafu chisisana manakiro acho pakudya nokuda kwokunge chabikwa pamoto usina kuzokwna wakadzima kana kugarisa chisati chabikwa. Vamwe vanoti chibage chinyoro chikange chatemhwa chinofanirwa kubikwa munguva pfupi nokuti chikagarisa chisina kubikwa chinofuva.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Mumuromo mangu makafuruka: I have a bad taste in my mouth.
  • Pashaya akuchidzira moto, wadzima manhanga angu akafuruka.
  • Kufuruvara (1. Lose quality. 2. Fade through long exposure or age, 3. Lose flavour of green mealies because of too long interval between harvesting and cooking)

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Umbundu vanoti fuva (Shrivel). Kinande vanoti erifu̧bhálha (v. fade, lose its color).
  • VaGwere vanoti kucucuka (be faded, loose colour, become discoloured, pale) vachireva kujujuka.
  • VaZigula vanoti kuchujuka (v. to turn colour; to rust) vachireva kujujuka. Mamwe mazwi: kukamka (v. fade).
  • Ife vanoti furu (v. degrade (a person or an animal)) kureva kufuruka.
  • Sangho vanoti vuru (adj. white, clean, clear, faded; n. whiteness, cleanness).