Kufuruka

From Wikipedia
(Redirected from Kufuruvara)
Jump to navigation Jump to search

Kufuruka, kufuruvara kana kufuva (loose proper taste) zvinotaurwa pachikafu chisisana manakiro acho pakudya nokuda kwokunge chabikwa pamoto usina kuzokwna wakadzima kana kugarisa chisati chabikwa. Vamwe vanoti chibage chinyoro chikange chatemhwa chinofanirwa kubikwa munguva pfupi nokuti chikagarisa chisina kubikwa chinofuva.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mumuromo mangu makafuruka: I have a bad taste in my mouth.
  • Pashaya akuchidzira moto, wadzima manhanga angu akafuruka.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kufuruvara (1. Lose quality. 2. Fade through long exposure or age, 3. Lose flavour of green mealies because of too long interval between harvesting and cooking)

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veUmbundu vanoti fuva (Shrivel). Kinande vanoti erifu̧bhálha (v. fade, lose its color).
  • VaGwere vanoti kucucuka (be faded, loose colour, become discoloured, pale) vachireva kujujuka.
  • VaZigula vanoti kuchujuka (v. to turn colour; to rust) vachireva kujujuka. Mamwe mazwi: kukamka (v. fade).