Dzihwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKufura Dzihwa)

Dzihwa (mucous in English) zvinoreva mutuvi unobuda mumhuno zvikurusei kana munhu apindwa nechando kana kuti achirwara nechipfuva. Dzihwa rinowanikwawo pamuronga wechikafu richibatsira kuti chikafu chidzike nemuronga uyu zviri nyore.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]