Dzihwa
Jump to navigation
Jump to search
Dzihwa (mucous in English) zvinoreva mutuvi unobuda mumhuno zvikurusei kana munhu apindwa nechando kana kuti achirwara nechipfuva. Dzihwa rinowanikwawo pamuronga wechikafu richibatsira kuti chikafu chidzike nemuronga uyu zviri nyore.