Svetuka kuchirochemo

Kuchera sezita

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuchera, sezita)

Kuchera izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaLenje vanoti chela (pluck or gather flowers or fruit) kureva kuchera michero. Nsenga vanoti mselu (n. share, portion, ration).
  • VaLozi vanoti sela kana selile ( v.t. to gather natural products (wild fruit, fish, etc.)) kureva kuchera michero.
  • VaLozi vanoti museli kureva munhu anochera muchero. Maconde vanoti lichela kana machela (harvest time).
  • Kikuyu vanoti kochera (to walk) kureva kufamba. Mamwe mazwi: mucheri (walker) kureva mufambi.