Kinyoro sezita
Mataridziko
Kinyoro izita revanhu rinowanikwa munyika yeTanzania neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Carlynee Kinyoro; Aisha Kinyoro; Gladwell Kinyoro; Lucy Kinyoro.
- Mazwi ari pedyo: Munyoro sezita, Chinyoro sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.