Kilumbu sezita
Mataridziko
Kilumbu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Kasongo Kilumbu; Selamie Kilumbu; Shiru Kilumbu; Sylvie Kilumbu.
- Mazwi ari pedyo: Kalumbu sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.