Kilimanjaro

Kubva Wikipedia
Mount Kilimanjaro Dec 2009 edit1.jpg
Kilimangiaro foto aerea.jpg

Kilimanjaro igomo riri kuKenya; iri ndiro gomo rakanyanya kureba muziwumbe reAfrica. Gomo iri rinoita sinowo pamusoro paro nokuda kwekutonhora kunoita pamusoro ipapo.

Gomo iri rinoita vanhu vanoshanya vachiuya kukokwira kuti vasvike pamusoro paro.