Svetuka kuchirochemo

Kete sezita

Kubva Wikipedia

Kete izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Boyka Kete; Ever Kete; Felix Kete; Kete Mthembu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Sangho vanoti kete (1. small, little, narrow, thin; 2. small quantity, a small amount, a little).
  • Sangho vanoti kete (3. of short duration; 4. of lesser status, on a lower level).
  • Sangho vanoti kota (big, large, enormous, important, superior) kureva huru. Mamwe mazwi: kota zo (n. dignitary, elder, important person).