Kazunga

Kubva Wikipedia

Kazunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe ne Zambia.

  • Vanhu vane zita iri: Simbarashe Kazunga; Lase Kazunga; Kudzanai Kazunga; Ngoma Kazunga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • MaZulu vanoti zungula (1. Start, initiate; 2. Haunt a person in order to raise a quarrel with him) kureva kuvamba.
  • MaZulu vanoti Ubani ozungute lendaba? (Who started this affair?)
  • MaZulu vanoti umzunguli (Initiator, one who starts something).