Karunga sezita

Kubva Wikipedia

Karunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Uganda neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Moses Karunga; Thimonyo Karunga; Kovanhu Karunga; Vena Karunga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • ChiBantu vanoti runga kana lunga (set upright, straight, right, good, correct, prepared, trained, skilled).
  • Herero vanoti runga (vexed, enraged, inflame, rage; ill-natured).