Karumba sezita
Mataridziko
Karumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Teresia Karumba; Farai Karumba; Dereck Karumba; Marie Karumba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.