Kusingaperi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kusingaperi (eternal, forever) zvinoreva kubva panguva iri shure yakawanda zvisingagone kuverengeka kusvika panguva iri meri yakawanda zvisingagone kuverengeka.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti milele (eternally, forever) kureva kusingaperi.
  • Barotse vanoti kamita (adv. at all times, always, ever).
  • Barotse vanoti bupilo bwa kamita (eternal life). Mamwe mazwi: kamita ni mita (for ever and ever).