Kapona sezita

Kubva Wikipedia

Kapona izita remhuri rinowanikwa muZambia neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Emmanuel Kapona; Faith Kapona; Beverly Kapona; Augastino Kapona; Rafael Kapona.
  • Mamwe Mazwi: hupenyu, kurarama, kupona (life) zvinoreva nguva yekurarama kwemunhu, mhuka kana chimwewo chinhu chine hupenyu .
  • Adhamu wakapona makore zana nemakumi matatu (130), wakabara mukororo: After Adam lived 130 years he fathered a son ... (Genesis 5:3 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nsenga inoti pona (v. descend; collapse; drop, fall). Mamwe mazwi: poza, ponezhya (v. cause to happen).
  • Nsenga inoti pona; ponela (v. happen; take place; come to pass; befall). Sokuti: Leza wapona (there is lightning).