Svetuka kuchirochemo

Kapiri sezita

Kubva Wikipedia

Kapiri izita remhuri muZimbabwe, Zambia, DRC, neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Nicol Kapiri; Nelly Kapiri; Rosalia Kapiri; Kalumbu Kapiri.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chewa inoti kapiri (n. a grain; a small hill).