Kanyinji sezita

Kubva Wikipedia

Kanyinji izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Tapiwa Kanyinji; Chikondi Kanyinji; Yewoh Kanyinji; Chimbizyani Kanyinji.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti nyinji (many, number) kureva zhinji. Mamwe mazwi: unyinji (n. multitude).
  • Nyanja inoti kanyinji (often; many times) kureva kazhinji.