Kamwi

Kubva Wikipedia

Kamwi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Namibia neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mwaka Kamwi; Namakando Kamwi; Sipiwe Kamwi; Namasiku Kamwi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaFwe vanoti kamwi (n. heat from the sun) kureva madziya ezuva.
  • VaFwe vanoti ru-mwi (n. summer).
  • VaTonga vanoti kamwi (n. once).

Mazwi ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]