Svetuka kuchirochemo

Kambere

Kubva Wikipedia

Kambere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; Republic of the Congo neDemocratic Republic of Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Geofrey Kambere; Nicole Kambere; Fololo Kambere; Busi Kambere.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNande vanoti kambere (n. chronological name given to first born son) kureva zita mukaka rinopiwa dangwekomana.
  • Bakonzo vanoti kambere kana baluku (first born male) kureva dangwe remukomana.
  • Bakonzo vanoti kambale kana bwambale (second born male) kureva mwanakomana wechipiri.