Kambare
Mataridziko
Kambare izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, kuTanzania, Republic of the Congo neDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Valerie Kambare; Jane Kambare; Mary Kambare; Amos Kambare.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
Mazita ari Pedyo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shambare izita remhuri.