Kamau

Kubva Wikipedia

Kamau izita remhuri rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Agnes Kamau; Kamau Kairu; Chet Kamau; Jesse Kamau.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kabiye vanoti kɩmaʋ kana kɩmaŋ (n. equality; equal) kureva kuenzana.