Kae Chaps

Kubva Wikipedia
Kae Chaps
Akazvarwa: Kudakwashe Chapepa

Kubvumbi 18, 1996 (zera 26)

Udhidhizha: Mzimbabwene
Usevenzi:
Anozivikirwa: Mhanzi

Kudakwashe Chapepa kana sezita rake resteji Kae Chaps msezamhanzi wekuZimbabwe akazivikanwa nekuda kwekuyimba pauzima rwiyo rwake rwunonzi Juzi rwakaita mbiri padanhautande ne maplatifomu emidhiya ye runzanga.

Dhiskogirafi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Maungamhanzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. 2020 - November 20 a Mini Session
    1. All I need
    2. Chitekete
    3. Sadza Rinake
    4. Bhima Ne Mhamha
    5. Zvekudaro
    6. Kutadza Handtye
    7. Only Human - na Fae
    8. Nah Man Behind
    9. Maktub Outro - na Fae
  2. 2020 - Vanga
    1. Ndozvaviripo
    2. Mai Boi - na Tytan
    3. Mavanga - na Sakin Godwin
    4. Nguva
    5. Makuhwa - na Qounfuzed
    6. Honawo - na Killz
    7. Kuhope
    8. Six Malabel - na Punchline
    9. Sahwira
    10. Kwete This Time - na R Peels
    11. Ana Baba Vacho
    12. Ambuya
  3. 2022 - Its Not Me, Its You
    1. Head High - intro
    2. Pasi - na Nutty O
    3. Vana Vangu - na Holy Ten
    4. Sorry Boyz - na Jnr Brown
    5. Mota Inomhanya - Interlude
    6. Peace Of Mind - na Gemma Griffiths
    7. Let It Burn - na Nokutenda
    8. Chandinoda Kuzivira
    9. Let Me Down - na Killiz
    10. Hwisiri
    11. Nemoyo - na Ti Gonzi
    12. Mad At Me - Out Before the Outro
    13. I Don't Wanna See You Again - Outro Outro

EP[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nziyokata[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Rwiyokata ishoko ririkushandiswa kureva "a single song" - chivakamberi chekuti -kata chirikubva pashoko rokuti ukata rinoreva kuvachega kwechinhu.