Kadungo sezita

Kubva Wikipedia

Kadungo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Grace Kadungo; Chidzo Kadungo; Elizabeth Kadungo; Pedzisai Kadungo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSangho vanoti dungo (n. birth) kureva kuzvara.