Kadhani sezita
Mataridziko
Kadhani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Chengetai Kadhani; Rutendo Kadhani; Kudzaishe Kadhani; Tizayi Kadhani.
Mitauro yeAfrica
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Tudaga vanoti kadani (n. caterpillar).